Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 39:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwose kwavakandiitira pavachange vagara havo munyika yavo pasina chinovawana pasina anovatyityidzira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ʋacaʋa nemhoȿa yokunyadziswa kwaʋo neyokuɗarika kwaʋo kwaʋakandiɗarikira nako, kana ʋacizogara ɀakanaka panyika yaʋo, kusina‐unozoʋatyisa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 “Vachava nemhosva yokunyadziswa kwavo neyokudarika kwavo kwavakandidarikira nako, kana vachizogara zvakanaka munyika yavo, kusina anozovatyisa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwose kwavakandiitira pavachange vagara havo munyika yavo pasina chinovawana pasina anovatyityidzira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwose kwavakandiitira pavachange vagara havo munyika yavo pasina chinovawana pasina anovatyityidzira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwavo kwose kwavakaratidza kwandiri pavakagara zvakanaka munyika yavo pasina aivavhundusa.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 39:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy