Ezekieri 39:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Ndicharatidza mbiri yangu kumarudzi avanhu uye marudzi ose achaona kutonga kwangu kwandinenge ndaita nesimba randakasevenzesa pavari namaoko angu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndicaisa mbiri yaŋgu pakati pamarudzi aʋanhu, marudzi ose acaʋona kutoŋga kwandakaita, noruʋoko rwaŋgu rwandakaisa pamsoro paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Ndichaisa mbiri yangu pakati pamarudzi avanhu, marudzi ose achaona kutonga kwandakaita, noruoko rwangu rwandakaisa pamusoro pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Ndicharatidza mbiri yangu kumarudzi avanhu uye marudzi ose achaona kutonga kwangu kwandinenge ndaita nesimba randakasevenzesa pavari namaoko angu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Ndicharatidza mbiri yangu kumarudzi avanhu uye marudzi ose achaona kutonga kwangu kwandinenge ndaita nesimba randakasevenzesa pavari namaoko angu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Ndicharatidza kubwinya kwangu pakati pendudzi, uye ndudzi dzose dzichaona kuranga kwandinoita noruoko rwandinoisa pamusoro pavo. Viz kapitola |