Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 39:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 zvokuti havazoda huni musango kana kundodzitema musango. Moto wavo vachauvesa nezvombo zvavo izvozvo zvehondo. Vanenge votopamba vanhu vakambovapamba vachitorera zvinhu vanhu vaya vakambovatorerawo zvinhu, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 naiɀoɀo haʋaŋgandotori huni kusaŋgo, kana kundodzitema kumatondo, nokuti ʋacaʋesa mŋoto nenhumbi dzokurwa; ʋacaparadza ʋaiʋaparadza, nokupamba ʋaiʋapamba — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 naizvozvo havangandotori huni kusango, kana kundodzitema kumatondo, nokuti vachavesa moto nenhumbi dzokurwa; vachaparadza vaivaparadza, nokupamba vaivapamba,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 zvokuti havazoda huni musango kana kundodzitema musango. Moto wavo vachauvesa nezvombo zvavo izvozvo zvehondo. Vanenge votopamba vanhu vakambovapamba vachitorera zvinhu vanhu vaya vakambovatorerawo zvinhu, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Havachazounganidzi huni kubva musango kana kudzitema kumatondo, nokuti vachashandisa zvombo sehuni. Uye vachapamba vaya vakambovapamba uye vachatorera nechisimba vaya vakambovatorera nechisimba, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 39:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy