Ezekieri 38:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndichatumira Gogu kose kose. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Vanhu vose vachabayana namabakatwa hama nehama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndicaɗana munondo uʋuye kuzorwa naye kumakomo aŋgu ose — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova; munondo womunhu mumŋe nomumŋe ucarwa nehama yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ndichadana munondo uuye kuzorwa naye kumakomo angu ose,’ ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha; munondo womunhu mumwe nomumwe ucharwa nehama yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndichatumira Gogu kose kose. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Vanhu vose vachabayana namabakatwa hama nehama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ndichatumira Gogu kose kose. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Vanhu vose vachabayana namabakatwa hama nehama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ndichadana munondo kuzorwisa Gogi pamusoro pamakomo ose, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Munondo womunhu mumwe nomumwe uchabaya hama yake. Viz kapitola |