Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 38:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ndizvo zvandiri kutaura izvozvo ndiine shanje ndakaviruka nehasha nezuvaro pachaita kundengendeka kukuru munyika yeIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Nokuti ndakataura negoɗo raŋgu ʋuye nomŋoto wehasha dzaŋgu, ndiciti: Ɀirokwaɀo, nezuʋa iro kuzunuŋguka kukuru kucaʋa’po panyika yaIsraeri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Nokuti ndakataura negodo rangu uye nomoto wehasha dzangu, ndichiti, ‘Zvirokwazvo, nezuva iro kuzununguka kukuru kuchavapo panyika yaIsiraeri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ndizvo zvandiri kutaura izvozvo ndiine shanje ndakaviruka nehasha nezuvaro pachaita kundengendeka kukuru munyika yeIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Ndizvo zvandiri kutaura izvozvo ndiine shanje ndakaviruka nehasha nezuvaro pachaita kundengendeka kukuru munyika yeIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Pakushingaira kwangu uye nomoto wehasha dzangu, ndinozivisa kuti panguva iyoyo pachava nokudengenyeka kukuru munyika yaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 38:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy