Ezekieri 38:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Naizvozvo, chinzwa, iwe mwanakomana womunhu chiporofita uti kuna Gogu zvanzi naTenzi Mwari. ‘Pazuva iroro vanhu vangu veIsiraeri, pavanenge vakazvigarira zvavo, uchasimuka Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Naiɀoɀo, mŋanakomana womunhu, profita uti kunaGogi: Ɀanzi naShe Jehova: Zuʋa iro kana ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri ʋacigara ɀakanaka, ko iwe hauŋgaɀiziʋi here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Naizvozvo, Mwanakomana womunhu, porofita uti kuna Gogi, zvanzi naIshe Jehovha, “Zuva iro kana vanhu vangu vaIsiraeri vachigara zvakanaka, ko iwe haungazvizivi here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Naizvozvo, chinzwa, iwe mwanakomana womunhu chiporofita uti kuna Gogu zvanzi naTenzi Mwari. ‘Pazuva iroro vanhu vangu veIsiraeri, pavanenge vakazvigarira zvavo, uchasimuka Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Naizvozvo, chinzwa, iwe mwanakomana womunhu chiporofita uti kuna Gogu zvanzi naTenzi Mwari. ‘Pazuva iroro vanhu vangu veIsiraeri, pavanenge vakazvigarira zvavo, uchasimuka Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Naizvozvo, mwanakomana womunhu, profita uti kuna Gogi, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: pazuva iro, vanhu vangu vaIsraeri vava kugara zvakanaka, haungazvioni here? Viz kapitola |