Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 38:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 kundopamba zvinhu nokutakura zvinhu zvokupamba nokurwisa matongo ava kugara vanhu navanhu vaya vakakokorodzwa kubva kunamamwe marudzi avanhu vane mombe nezvinhu, vagere pakatikati penyika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 nditore’ko ɀandiŋgapamba neɀandiŋgatapa; kuti utambanudzire ruʋoko rwako kuzorwa nenɀimbo dzakaŋga dzaparadzwa dzinogarwa ɀino, nokurudzi rwakaʋuŋganidzwa kumarudzi aʋanhu, ʋakawana ɀipfuwo nefuma, ʋagere pakati penyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 nditoreko zvandingapamba nezvandingatapa; kuti utambanudzire ruoko rwako kuzorwa nenzvimbo dzakanga dzaparadzwa dzinogarwa zvino, nokurudzi rwakaunganidzwa kumarudzi avanhu, vakawana zvipfuwo nepfuma, vagere pakati penyika.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 kundopamba zvinhu nokutakura zvinhu zvokupamba nokurwisa matongo ava kugara vanhu navanhu vaya vakakokorodzwa kubva kunamamwe marudzi avanhu vane mombe nezvinhu, vagere pakatikati penyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 kundopamba zvinhu nokutakura zvinhu zvokupamba nokurwisa matongo ava kugara vanhu navanhu vaya vakakokorodzwa kubva kunamamwe marudzi avanhu vane mombe nezvinhu, vagere pakatikati penyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndichapamba ndigotora nechisimba, ndichasimudza ruoko rwangu kuti ndirwise matongo ogarwa navanhu uye vanhu vakaungana kubva kundudzi vakapfuma pazvipfuwo nenhumbi, vagere pakati penyika.”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 38:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy