Ezekieri 37:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndakati tarisei onei ave namarunda uye ava nenyama, aputirwa neganda. Asi akanga asina mweya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndikatarira, wane marunda aʋa’po pamsoro pawo, nyama ikaʋuya, ganda rikaafukidza pamsoro payo; asi makaŋga musinomŋeya mukati mawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndikatarira, wane marunda avapo pamusoro pawo, nyama ikauya, ganda rikaafukidza pamusoro payo; asi makanga musina mweya mukati mawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndakati tarisei onei ave namarunda uye ava nenyama, aputirwa neganda. Asi akanga asina mweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndakati tarisei onei ave namarunda uye ava nenyama, aputirwa neganda. Asi akanga asina mweya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndakatarira, ndikaona marunda nenyama zvavapo uye zvakafukidzwa neganda, asi makanga musina mweya mukati mazvo. Viz kapitola |