Ezekieri 37:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Akanditi nhai mwanakomana womunhu mapfupa aya angava mapenyu here?” Ini ndakati, “Imi Tenzi Mwari ndimi munoziva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akati kwandiri: Mŋanakomana, mafupa awa aŋgararama here? Ndikapindura, ndikati: Imi Ishe Jehova munoɀiziʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Akati kwandiri, “Mwanakomana, mapfupa awa angararama here?” Ndikapindura, ndikati, “Imi Ishe Jehovha munozviziva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Akanditi nhai mwanakomana womunhu mapfupa aya angava mapenyu here?” Ini ndakati, “Imi Tenzi Mwari ndimi munoziva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 “Akanditi nhai mwanakomana womunhu mapfupa aya angava mapenyu here?” Ini ndakati, “Imi Tenzi Mwari ndimi munoziva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akandibvunza akati, “Mwanakomana womunhu, mapfupa aya angararama here?” Ini ndakati, “Imi Ishe Jehovha, iyemi moga munoziva.” Viz kapitola |