Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 37:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Zvanzi naTenzi Mwari, chinzwai ndichatora vanhu veIsiraeri pakati pamarudzi kwavakaenda ndivakokorodze kumativi ose ndichivauyisa kunyika kwavo chaiko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ipapo uti kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova: Tarirai, ndicabvisa ʋana ʋaIsraeri pakati pamarudzi, kwaʋakaenda, ndicaʋaʋuŋganidza ʋabve kumatiʋi ose, ndiʋaise kunyika yaʋo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Ipapo uti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarirai, ndichabvisa vana vaIsiraeri pakati pamarudzi, kwavakaenda, ndichavaunganidza vabve kumativi ose, ndivaise kunyika yavo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Zvanzi naTenzi Mwari, chinzwai ndichatora vanhu veIsiraeri pakati pamarudzi kwavakaenda ndivakokorodze kumativi ose ndichivauyisa kunyika kwavo chaiko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Zvanzi naTenzi Mwari, chinzwai ndichatora vanhu veIsiraeri pakati pamarudzi kwavakaenda ndivakokorodze kumativi ose ndichivauyisa kunyika kwavo chaiko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 ugoti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Kubva munyika dzose kwavakanga vaenda ndichadzosera vaIsraeri munyika yavo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 37:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy