Ezekieri 37:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Unodzibatanidza pamwechete kuita tsvimbo imwechete kuti dzive chinhu chimwechete muruoko rwako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 ɀino uɀiɓatanidzire matanda iwawo, ruʋe rutanda rumŋe, ruʋe rumŋe muruʋoko rwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 zvino uzvibatanidzire matanda iwawo, ruve rutanda rumwe, ruve rumwe muruoko rwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Unodzibatanidza pamwechete kuita tsvimbo imwechete kuti dzive chinhu chimwechete muruoko rwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Unodzibatanidza pamwechete kuita tsvimbo imwechete kuti dzive chinhu chimwechete muruoko rwako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Uzvibatanidze pamwe chete zvive rutanda rumwe kuitira kuti zvive rutanda rumwe chete muruoko rwako. Viz kapitola |