Ezekieri 37:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndichaisa mweya wangu mamuri muchiva vapenyu. Ndichakuisai munyika menyu, ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi ndataura uye ndini ndazviita.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ndicaisa Mŋeya waŋgu mukati menyu, murarame, ndicakuisai munyika yenyu; ɀino mucaziʋa kuti ini Jehova ndakaɀitaura ndikaɀiita — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ndichaisa mweya wangu mukati menyu, murarame, ndichakuisai munyika yenyu; zvino muchaziva kuti ini Jehovha ndakazvitaura ndikazviita,’ ” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndichaisa mweya wangu mamuri muchiva vapenyu. Ndichakuisai munyika menyu, ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi ndataura uye ndini ndazviita.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndichaisa mweya wangu mamuri muchiva vapenyu. Ndichakuisai munyika menyu, ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi ndataura uye ndini ndazviita.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ndichaisa mweya wangu mukati menyu mugorarama, uye ndichakugarisai munyika yenyu. Ipapo muchaziva kuti ini Jehovha ndakazvitaura, uye ndakazviita, ndizvo zvinotaura Jehovha.’ ” Viz kapitola |