Ezekieri 37:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu mapfupa iwaya ndiyo imba yose yaIsiraeri; onaka kuti vanoti mapfupa edu aoma chitarisiro chedu chapera uye taparara isu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, mafupa awa ndiyo imba yose yaIsraeri. Tarira iʋo ʋanoti: Mafupa eɗu awoma, tariro yeɗu yaenda, taparadzwa cose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mapfupa awa ndiyo imba yose yaIsiraeri. Tarira ivo vanoti, ‘Mapfupa edu aoma, tariro yedu yaenda, taparadzwa chose.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu mapfupa iwaya ndiyo imba yose yaIsiraeri; onaka kuti vanoti mapfupa edu aoma chitarisiro chedu chapera uye taparara isu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvino akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu mapfupa iwaya ndiyo imba yose yaIsiraeri; onaka kuti vanoti mapfupa edu aoma chitarisiro chedu chapera uye taparara isu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mapfupa aya ndiyo imba yose yaIsraeri. Ivo vanoti, ‘Mapfupa edu aoma uye hatisisina tariro; taparadzwa hedu.’ Viz kapitola |