Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 37:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Saizvozvo ndakaporofita, sokuudzwa kwandanga ndaitwa, mweya ukapinda mavari vakava vapenyu, vakamira namakumbo avo ikava hondo huru huru yavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ipapo ndakaprofita seɀaakandiraira, mŋeya ukapinda mukati maʋo, ʋakararama, ʋakamira netsoka dzaʋo, iri hondo huru kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ipapo ndakaporofita sezvaakandirayira, mweya ukapinda mukati mavo, vakararama, vakamira netsoka dzavo, iri hondo huru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Saizvozvo ndakaporofita, sokuudzwa kwandanga ndaitwa, mweya ukapinda mavari vakava vapenyu, vakamira namakumbo avo ikava hondo huru huru yavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Saizvozvo ndakaporofita, sokuudzwa kwandanga ndaitwa, mweya ukapinda mavari vakava vapenyu, vakamira namakumbo avo ikava hondo huru huru yavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Saka ndakaprofita sezvaakandirayira, mweya ukapinda mukati mavo; vakararama vakamira netsoka dzavo, iri hondo huru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 37:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy