Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 37:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Ruoko rwaTenzi rwakava pandiri. Akandiburitsa nesimba raMweya waTenzi akandondiisa mubani, rakanga rizere namapfupa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro paŋgu, akandiɓuɗisa noMŋeya waJehova, akandondiisa pakati pomupata; iwo wakaŋga uzere namafupa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu, akandibudisa noMweya waJehovha, akandondiisa pakati pomupata; iwo wakanga uzere namapfupa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Ruoko rwaTenzi rwakava pandiri. Akandiburitsa nesimba raMweya waTenzi akandondiisa mubani, rakanga rizere namapfupa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Ruoko rwaTenzi rwakava pandiri. Akandiburitsa nesimba raMweya waTenzi akandondiisa mubani, rakanga rizere namapfupa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ruoko rwaJehovha rwakanga rwuri pamusoro pangu, uye akandibudisa noMweya waJehovha akandiisa pakati pomupata; wakanga uzere namapfupa.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 37:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy