Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 36:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ndichakusasai mvura yakachena muchibva machenurwa kun'ora kwenyu kwose. Ndichakuchenurai kuzvifananidzo zvenyu zvokunamata.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ndicasasa mvura yakacena pamsoro penyu, muʋe ʋakacena; ndicakunatsai matȿina enyu ose neɀifananidzo ɀenyu ɀose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Ndichasasa mvura yakachena pamusoro penyu, muve vakachena; ndichakunatsai matsvina enyu ose nezvifananidzo zvenyu zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ndichakusasai mvura yakachena muchibva machenurwa kun'ora kwenyu kwose. Ndichakuchenurai kuzvifananidzo zvenyu zvokunamata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Ndichakusasai mvura yakachena muchibva machenurwa kun'ora kwenyu kwose. Ndichakuchenurai kuzvifananidzo zvenyu zvokunamata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Ndichasasa mvura yakachena pamusoro penyu, uye muchava vakachena, ndichakunatsai patsvina yenyu yose napazvifananidzo zvenyu.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 36:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy