Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 36:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ndakavamwararisa mukati memarudzi vakabva vatiwo mwarara mukati medzinyika. Ndakavaranga zvakaenzanirana namaitiro avo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 ndikaʋaparadzira pakati pamarudzi, ʋakadziŋgirwa kunyika dzose; ndakaʋatoŋga ɀakafanira mufambire waʋo neɀaʋakaita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 ndikavaparadzira pakati pamarudzi, vakadzingirwa kunyika dzose; ndakavatonga zvakafanira mufambiro wavo nezvavakaita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ndakavamwararisa mukati memarudzi vakabva vatiwo mwarara mukati medzinyika. Ndakavaranga zvakaenzanirana namaitiro avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Ndakavamwararisa mukati memarudzi vakabva vatiwo mwarara mukati medzinyika. Ndakavaranga zvakaenzanirana namaitiro avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ndakavaparadzira pakati pendudzi, uye vakadzingirwa kunyika dzose; ndakavatonga zvakafanira mufambiro wavo namabasa avo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 36:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy