Ezekieri 36:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Handichakurega uchinzwa zvokushorwa namarudzi uye hauchazonyadziswa navanhu. Hauzokonzera rudzi rwako kuti rwugumburwe.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 handicazokunzwisi kunyadziswa kwamarudzi, hauŋgazoshoʋorwi naʋanhu, hauŋgazogumbusi rudzi rwake — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 handichazokunzwisi kunyadziswa kwamarudzi, haungazoshorwi navanhu, haungazogumbusi rudzi rwako,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Handichakurega uchinzwa zvokushorwa namarudzi uye hauchazonyadziswa navanhu. Hauzokonzera rudzi rwako kuti rwugumburwe.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Handichakurega uchinzwa zvokushorwa namarudzi uye hauchazonyadziswa navanhu. Hauzokonzera rudzi rwako kuti rwugumburwe.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Handichazoiti kuti unzwe kutuka kwendudzi, hauchazoshorwi navanhu uye handichazoiti kuti rudzi rwako ruwe, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ” Viz kapitola |