Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 36:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvanzi naTenzi Mwari pamusana pokuti vanhu vanoti kwamuri anodya vanhu uye kuti unokonzera kuti rudzi rwavanhu vako vafirwe navana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀanzi naShe Jehova: Ɀaʋanoti kwauri: Iwe uri nyika inopedza ʋanhu, wakatorera rudzi rwako ʋana;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Zvavanoti kwauri, iwe uri nyika inopedza vanhu, wakatorera rudzi rwako vana;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvanzi naTenzi Mwari pamusana pokuti vanhu vanoti kwamuri anodya vanhu uye kuti unokonzera kuti rudzi rwavanhu vako vafirwe navana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Zvanzi naTenzi Mwari pamusana pokuti vanhu vanoti kwamuri anodya vanhu uye kuti unokonzera kuti rudzi rwavanhu vako vafirwe navana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Nokuti vanhu vanoti kwauri, “Iwe unodya vanhu uye unotorera rudzi rwako vana,”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 36:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy