Ezekieri 36:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Uye ndichaita kuti vanhu nemhuka zvitekeshere mamuri zviberekane zviwande. Ndichakonzera kuti vanhu vagare mamuri sapakutanga uye ndichakuitirai zvakanaka zvakawanda kupinda kare. Ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 ndicawanza pamsoro penyu ʋanhu neɀipfuwo, ʋacawanda nokuɓereka; ndicagarisa ʋanhu mukati menyu, seɀamakaŋga makaita kare, nokukuitirai ɀakanaka ɀinopfuʋura ɀapakuʋamba kwenyu; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 ndichawanza pamusoro penyu vanhu nezvipfuwo, vachawanda nokuberekana; ndichagarisa vanhu mukati menyu, sezvamakanga makaita kare, nokukuitirai zvakanaka zvinopfuura zvapakuvamba kwenyu; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Uye ndichaita kuti vanhu nemhuka zvitekeshere mamuri zviberekane zviwande. Ndichakonzera kuti vanhu vagare mamuri sapakutanga uye ndichakuitirai zvakanaka zvakawanda kupinda kare. Ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Uye ndichaita kuti vanhu nemhuka zvitekeshere mamuri zviberekane zviwande. Ndichakonzera kuti vanhu vagare mamuri sapakutanga uye ndichakuitirai zvakanaka zvakawanda kupinda kare. Ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ndichawedzera kuwanda kwavanhu nezvipfuwo pamusoro pako uye vachava nezvibereko vagowanda kwazvo. Ndichagarisa vanhu mauri sezvazvakanga zvakaita kare uye ndichaita kuti mubudirire kupfuura pakutanga. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitola |