Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 35:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Iwe zvawakava nedaka risingaperi mumwoyo ukaurayisa vanhu veIsiraeri nehondo yebakatwa panguva yokutambudzika kwavo, panguva yokurangwa kwavo kwokupedzisira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti wakaʋeŋga ʋana ʋaIsraeri nokuʋeŋga kusiŋgaperi, ukaʋaisa pasimba romunondo neŋguʋa yenjodzi yaʋo, neŋguʋa yeɀakaipa ɀokupedzisira;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Nokuti wakavenga vana vaIsiraeri nokuvenga kusingaperi, ukavaisa pasimba romunondo nenguva yenjodzi yavo, nenguva yezvakaipa zvokupedzisira;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Iwe zvawakava nedaka risingaperi mumwoyo ukaurayisa vanhu veIsiraeri nehondo yebakatwa panguva yokutambudzika kwavo, panguva yokurangwa kwavo kwokupedzisira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Iwe zvawakava nedaka risingaperi mumwoyo ukaurayisa vanhu veIsiraeri nehondo yebakatwa panguva yokutambudzika kwavo, panguva yokurangwa kwavo kwokupedzisira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “ ‘Nemhaka yokuti wakafundira ruvengo rwako rwakare ukaisa vaIsraeri kumunondo panguva yenjodzi yavo, panguva iyo kurangwa kwavo kwakanga kwasvika pamusoro-soro,

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 35:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy