Ezekieri 34:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ini Tenzi ndini ndichava Mwari wavo, muranda wangu Dhavhidhi ariwo jinda pakati pavo. Ini Tenzi ndini ndazvireva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ini Jehova ndicaʋa Mŋari waʋo, nomuranda waŋgu Davidi ucaʋa mucinda pakati paʋo; ini Jehova ndakataura iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Ini Jehovha ndichava Mwari wavo, nomuranda wangu Dhavhidhi achava muchinda pakati pavo; ini Jehovha ndakataura izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ini Tenzi ndini ndichava Mwari wavo, muranda wangu Dhavhidhi ariwo jinda pakati pavo. Ini Tenzi ndini ndazvireva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ini Tenzi ndini ndichava Mwari wavo, muranda wangu Dhavhidhi ariwo jinda pakati pavo. Ini Tenzi ndini ndazvireva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ini Jehovha ndichava Mwari wavo, uye muranda wangu Dhavhidhi achava muchinda pakati pawo. Ini Jehovha ndazvitaura. Viz kapitola |