Ezekieri 34:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Imi zvamunosairira norutivi nebendekete muchibaya ndonda dzose nenyanga dzenyu kusvikira dzachiti mwarara kunze, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀamunosunda norutiʋi nefudzi, mucituŋga asinesimba nenyaŋga dzenyu, kuȿikira maaparadzira kwose, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvamunosunda norutivi nefudzi, muchitunga asine simba nenyanga dzenyu, kusvikira maaparadzira kwose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Imi zvamunosairira norutivi nebendekete muchibaya ndonda dzose nenyanga dzenyu kusvikira dzachiti mwarara kunze, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Imi zvamunosairira norutivi nebendekete muchibaya ndonda dzose nenyanga dzenyu kusvikira dzachiti mwarara kunze, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Nokuda kwokuti munosunda norutivi nepfudzi, muchitunga makwai asina simba nenyanga dzenyu kusvikira maadzingira kure, Viz kapitola |