Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 33:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Munovimbaka namapakatwa imi, muchiita zvinosemesa mumwe nomumwe wenyu achin'oresa mukadzi womumwe. Ndimi mungati nyika ive yenyu here?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Munoʋimba nomunondo wenyu, munoita ɀinonyaŋgadza, munocinya mumŋe nomumŋe wenyu mukadzi wowokwake; ɀino muŋgapiwa nyika sei?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 “Munovimba nomunondo wenyu, munoita zvinonyangadza, munochinya mumwe nomumwe wenyu mukadzi wowokwake; zvino mungapiwa nyika sei?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Munovimbaka namapakatwa imi, muchiita zvinosemesa mumwe nomumwe wenyu achin'oresa mukadzi womumwe. Ndimi mungati nyika ive yenyu here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Munovimbaka namapakatwa imi, muchiita zvinosemesa mumwe nomumwe wenyu achin'oresa mukadzi womumwe. Ndimi mungati nyika ive yenyu here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Imi munovimba nomunondo wenyu, muchiita zvinhu zvinonyangadza, uye mumwe nomumwe wenyu achisvibisa mukadzi wehama yake. Zvino mungatora nyika here?’

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 33:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy