Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 33:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Naizvozvo iti kwavari, zvanzi naTenzi Mwari munodyaka imi nyama ineropa muchanamata zvifananidzo zvokunamata, muchiuraya vanhu, ndimi mungaite kuti nyika ive yenyu here?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Naiɀoɀo citi kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova: Munodya nyama pamŋe cete neropa, mucitarira ɀifananidzo ɀenyu nameso enyu nokuteʋura ropa; ɀino muŋgapiwa nyika sei?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Naizvozvo chiti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Munodya nyama pamwechete neropa, muchitarira zvifananidzo zvenyu nameso enyu nokuteura ropa; zvino mungapiwa nyika sei?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Naizvozvo iti kwavari, zvanzi naTenzi Mwari munodyaka imi nyama ineropa muchanamata zvifananidzo zvokunamata, muchiuraya vanhu, ndimi mungaite kuti nyika ive yenyu here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Naizvozvo iti kwavari, zvanzi naTenzi Mwari munodyaka imi nyama ineropa muchanamata zvifananidzo zvokunamata, muchiuraya vanhu, ndimi mungaite kuti nyika ive yenyu here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Naizvozvo uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Sezvo muchidya nyama neropa rayo uye muchitarira kuzvifananidzo zvenyu uye muchiteura ropa, zvino mungatora nyika here?

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 33:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy