Ezekieri 33:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mugore regumi nechipiiri rokunge vanhu taendeswa kuutapwa, mumwedzi wegumi pazuva rechishanu racho romwedzi, mumwe murume akanga apunyuka kuJerusaremu akauya kwandiri akati, “Guta rakurirwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino negore regumi namaʋiri rokutapxa kweɗu, nomŋedzi wegumi, nezuʋa reshanu romŋedzi, mumŋe wakaŋga apukunyuka paJerusarema wakaȿika kwandiri, aciti: Guta rakundwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino negore regumi namaviri rokutapwa kwedu, nomwedzi wegumi, nezuva reshanu romwedzi, mumwe akanga apukunyuka muJerusaremu akasvika kwandiri, achiti, “Guta rakundwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mugore regumi nechipiiri rokunge vanhu taendeswa kuutapwa, mumwedzi wegumi pazuva rechishanu racho romwedzi, mumwe murume akanga apunyuka kuJerusaremu akauya kwandiri akati, “Guta rakurirwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mugore regumi nechipiiri rokunge vanhu taendeswa kuutapwa, mumwedzi wegumi pazuva rechishanu racho romwedzi, mumwe murume akanga apunyuka kuJerusaremu akauya kwandiri akati, “Guta rakurirwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mugore regumi namaviri rokutapwa kwedu, mumwedzi wegumi pazuva reshanu, munhu akanga apunyuka paJerusarema akasvika kwandiri achiti, “Guta rawa!” Viz kapitola |