Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 33:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Kana mutadzi akapindukawo pakuipa kwake, akaita zviri pamutemo nezvakarurama, anofanira kurarama pamusana paizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ʋuye kana wakaipa akatendeʋuka pakuipa kwake, akaita ɀakarairwa neɀakarurama, ucararama naɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Uye kana akaipa akatendeuka pakuipa kwake, akaita zvakarayirwa nezvakarurama, achararama nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Kana mutadzi akapindukawo pakuipa kwake, akaita zviri pamutemo nezvakarurama, anofanira kurarama pamusana paizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Kana mutadzi akapindukawo pakuipa kwake, akaita zviri pamutemo nezvakarurama, anofanira kurarama pamusana paizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Uye munhu akaipa akatendeuka pazvakaipa zvake akaita zvakanaka uye zvakarurama, achararama nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 33:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy