Ezekieri 33:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Uyewo kunyange ndikati kumunhu akaipa unofanira kutofa asi iye opinduka kuchivi chake oita zviri pamutemo zvakarurama, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋuye ɀe, kana ndikati kunowakaipa: Ɀirokwaɀo ucafa; kana akatendeʋuka paɀiʋi ɀake, akazoita ɀakarairwa neɀakarurama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Uyezve, kana ndikati kune wakaipa, ‘Zvirokwazvo uchafa;’ kana akatendeuka pazvivi zvake, akazoita zvakarairwa nezvakarurama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Uyewo kunyange ndikati kumunhu akaipa unofanira kutofa asi iye opinduka kuchivi chake oita zviri pamutemo zvakarurama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Uyewo kunyange ndikati kumunhu akaipa unofanira kutofa asi iye opinduka kuchivi chake oita zviri pamutemo zvakarurama, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Uye kana ndikati kumunhu akaipa, ‘Iwe uchafa zvirokwazvo,’ asi zvino iye akatendeuka pachivi chake uye akaita zvakanaka nezvakarurama, Viz kapitola |