Ezekieri 32:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 nokuti akambozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu, naizvozvo acharadzikwa mukati mavanhu vasina kudzingiswa, pamwechete navakauraiwa nehondo yebakatwa, iye Farao negurusvusvu rake ravanhu.” Ndizvo zvinotaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nokuti ndakaisa kutyisa kwake panyika yaʋapenyu; iye ucaradzikwa pakati paʋasina‐kudziŋgiswa, pakati paʋakaʋurawa nomunondo, iye Farao naʋanhu ʋake ʋose ʋazhinji — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 “Nokuti ndakaisa kutyisa kwake panyika yavapenyu; iye acharadzikwa pakati pavasina kudzingiswa, pakati pavakaurayiwa nomunondo, iye Farao navanhu vake vose vazhinji,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 nokuti akambozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu, naizvozvo acharadzikwa mukati mavanhu vasina kudzingiswa, pamwechete navakauraiwa nehondo yebakatwa, iye Farao negurusvusvu rake ravanhu.” Ndizvo zvinotaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 nokuti akambozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu, naizvozvo acharadzikwa mukati mavanhu vasina kudzingiswa, pamwechete navakauraiwa nehondo yebakatwa, iye Farao negurusvusvu rake ravanhu.” Ndizvo zvinotaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Kunyange ndakamurega achityisidzira vamwe munyika yavapenyu, Faro navanhu vake vazhinji vacharadzikwa pakati pavasina kudzingiswa, navaya vakaurayiwa nomunondo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.” Viz kapitola |