Ezekieri 32:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Vachafa mukati mavanouraiwa nebakatwa; Ijipiti pamwechete negurusvusvu rayo ravanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋacawa pakati paʋakaʋurawa nomunondo; yakatemerwa munondo, ciikweʋerai pasi, iyo naʋanhu ʋayo ʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Vachawa pakati pavakaurawa nomunondo; Ijipiti yakatemerwa munondo, chiikweverai pasi, iyo navanhu vayo vazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Vachafa mukati mavanouraiwa nebakatwa; Ijipiti pamwechete negurusvusvu rayo ravanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Vachafa mukati mavanouraiwa nebakatwa; Ijipiti pamwechete negurusvusvu rayo ravanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vachava pakati pavakaurayiwa nomunondo. Munondo wavhomorwa; ngaakweverwe kunze pamwe chete navanhu vake vazhinji. Viz kapitola |