Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 32:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kana ndaita nyika yeIjipiti renje; zvose zvizere mairi zvabviswa, vose vagari vomo ndavauraya, ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino neŋguʋa yandicaita nyika yeEgipita ɗoŋgo rakaparadzwa, nyika yakatorerwa ɀayakaŋga izere naɀo, neŋguʋa yandicaroʋa ʋose ʋagere’mo, neŋguʋa iyo ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino nenguva yandichaita nyika yeIjipiti dongo rakaparadzwa, nyika yakatorerwa zvayakanga izere nazvo, nenguva yandicharova vose vageremo, nenguva iyo vachaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kana ndaita nyika yeIjipiti renje; zvose zvizere mairi zvabviswa, vose vagari vomo ndavauraya, ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Kana ndaita nyika yeIjipiti renje; zvose zvizere mairi zvabviswa, vose vagari vomo ndavauraya, ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Pandichaita Ijipiti kuti ive dongo uye pandichabvisa zvose zviri mairi, pandichauraya vose vanogaramo, ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 32:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy