Ezekieri 32:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mhuka dzavo dzose ndichadziparadza panyasi pemvura zhinji. Hapana rutsoka rwomunhu ruchaibvongodzazve kana matsiko emhuka dzavo dzichaibvundura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndicaparadza ʋo ɀipfuwo ɀayo ɀose ɀiri kunhiʋi dzemvura zhinji, hakuŋgazoʋi norutsoka rwomunhu rucaibvoŋgodza, kana mahwanda eɀipfuwo aŋgazoibvoŋgodza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndichaparadzawo zvipfuwo zvayo zvose zviri kunhivi dzemvura zhinji, hakungazovi norutsoka rwomunhu ruchabvongodza, kana mahwanda ezvipfuwo angazoibvongodza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mhuka dzavo dzose ndichadziparadza panyasi pemvura zhinji. Hapana rutsoka rwomunhu ruchaibvongodzazve kana matsiko emhuka dzavo dzichaibvundura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mhuka dzavo dzose ndichadziparadza panyasi pemvura zhinji. Hapana rutsoka rwomunhu ruchaibvongodzazve kana matsiko emhuka dzavo dzichaibvundura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndichaparadza mombe dzayo dzose dziri panhivi dzemvura zhinji, hakuchazova norutsoka rwomunhu ruchaibvongodza, kana namahwanda emombe achaibvongodza. Viz kapitola |