Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 31:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ndichaita kuti marudzi adedere nokuriridza kwokuwa kwawo, pandichaukanda pakadzika munzvimbo yavachakabvu pamwechete navanodzika kugomba. Izvozvo miti yose yomuEdheni inoyevedza yakanakisisa yeRebhanoni yose zvayo inonwa mvura ichanyaradzwa pasi pasi penyika ipapo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ndakaɗeɗeresa marudzi ose nokutinhira kwokuwa kwake, neŋguʋa yandakamukandira muSheori, pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba; miti yose yeEdeni, iyo yakatsaurwa yakaiȿo‐naka yeRebanoni, iyo yose inonwa mvura, ikaʋaraidzwa panɀimbo dzapasi dzenyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ndakadederesa marudzi ose nokutinhira kwokuwa kwake, nenguva yandakamukandira muSheori, pamwechete navanoburukira kugomba; miti yose yeEdheni, iyo yakatsaurwa yakaisvonaka yeRebhanoni, iyo yose inonwa mvura, ikavaraidzwa panzvimbo dzapasi dzenyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ndichaita kuti marudzi adedere nokuriridza kwokuwa kwawo, pandichaukanda pakadzika munzvimbo yavachakabvu pamwechete navanodzika kugomba. Izvozvo miti yose yomuEdheni inoyevedza yakanakisisa yeRebhanoni yose zvayo inonwa mvura ichanyaradzwa pasi pasi penyika ipapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ndakaita kuti ndudzi dzidedere padzakanzwa kuwa kwako pandakuburusira muguva navaya vanoenda mugomba nawo. Ipapo miti yose yomuEdheni, yakasarudzika uye neyakanakisa muRebhanoni, miti yose yakanga ichiwana mvura yakakwana, yakanyaradzwa panyika pasi.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 31:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy