Ezekieri 31:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvose izvozvi, kuri kuitira kuti kurege kuva nomuti unokura pedyo nemvura zvokuti unoreba kuti dzu-u mugwindingwi resango, uye kuti parege kuva nomuti unonwa mvura zvokureba saivo nokuti chavo chavatemerwa kufa nokuenda pasi pasi penyika pakati pavanhu pamwechete navanodzika kugomba.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 kuti miti yose iri pamvura irege kuɀikudza nokureɓa kwayo, kana kuȿitsa misoro yayo mumakore, neinesimba pakati payo irege kumira iciɀikudza — iyo miti yose inonwa mvura; nokuti yose yakatarirwa rufu, iende kunɀimbo dzapasi dzenyika, pakati paʋana ʋaʋanhu, pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 kuti miti yose iri pamvura irege kuzvikudza nokureba kwayo, kana kusvitsa misoro yayo mumakore, neine simba pakati payo irege kumira ichizvikudza iyo miti yose inonwa mvura; nokuti yose yakatarirwa rufu, iende kunzvimbo dzapasi dzenyika, pakati pavana vavanhu, pamwechete navanoburukira kugomba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvose izvozvi, kuri kuitira kuti kurege kuva nomuti unokura pedyo nemvura zvokuti unoreba kuti dzu-u mugwindingwi resango, uye kuti parege kuva nomuti unonwa mvura zvokureba saivo nokuti chavo chavatemerwa kufa nokuenda pasi pasi penyika pakati pavanhu pamwechete navanodzika kugomba.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvose izvozvi, kuri kuitira kuti kurege kuva nomuti unokura pedyo nemvura zvokuti unoreba kuti dzu-u mugwindingwi resango, uye kuti parege kuva nomuti unonwa mvura zvokureba saivo nokuti chavo chavatemerwa kufa nokuenda pasi pasi penyika pakati pavanhu pamwechete navanodzika kugomba.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Naizvozvo hakuna mimwe miti iri pamvura zhinji ichareba kwazvo ichizvikudza, ichizvisimudzira manhengenya ayo pamusoro pamatavi akapfumvutira. Hakuna mimwe miti inowana mvura yakadai ichazombosvika paurefu hwakadai; yose ichafa, nokuti nyika iri pasi, pakati pavanhu vanofa, navaya vanoburukira kugomba. Viz kapitola |