Ezekieri 31:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vatorwa, vanhu vorudzi rwakaipisa kwazvo vacharitemera pasi vagorisiya rakadaro. Matavi awo achawira pamakomo nomumapani ese. Uye mapazi awo akatyoka achati kata kata pasi munoyerera nemvura munyika iyoyo. Vanhu vose vapasi pano vachabva mumumvuri mawo vachiusiya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋatorwa, iʋo ʋanotyisa pakati pamarudzi, ʋakamutema ʋakamurega, mataʋi ake akawira pamsoro pamakomo nomumipata yose, ʋutaʋi bgake bgakavunikira pahoʋa dzose dzenyika; ʋanhu ʋose ʋenyika ʋabva pamumvuri wake, ʋakamusiya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Vatorwa, ivo vanotyisa pakati pamarudzi, vakamutema vakamurega, matavi ake akawira pamusoro pamakomo nomumipata yose, matavi ake akavhunikira pahova dzose dzenyika; vanhu vose venyika vabva pamumvuri wake, vakamusiya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vatorwa, vanhu vorudzi rwakaipisa kwazvo vacharitemera pasi vagorisiya rakadaro. Matavi awo achawira pamakomo nomumapani ese. Uye mapazi awo akatyoka achati kata kata pasi munoyerera nemvura munyika iyoyo. Vanhu vose vapasi pano vachabva mumumvuri mawo vachiusiya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vatorwa, vanhu vorudzi rwakaipisa kwazvo vacharitemera pasi vagorisiya rakadaro. Matavi awo achawira pamakomo nomumapani ese. Uye mapazi awo akatyoka achati kata kata pasi munoyerera nemvura munyika iyoyo. Vanhu vose vapasi pano vachabva mumumvuri mawo vachiusiya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 uye rudzi rwakaipisisa kundudzi dzavatorwa rwakautemera pasi ndokuusiya. Matavi awo akawira pamakomo nomumipata yose; matavi awo ose akavhunikira muhova dzose dzenyika. Ndudzi dzose dzomunyika dzakabva pasi pomumvuri wawo dzikausiya. Viz kapitola |