Ezekieri 30:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Bakatwa richaparadza Ijipiti, Itiopia ichawirwa nenhamo, vanenge vaurayiwa muIjipiti vachiti rakata; upfumi hwayo huchaendwa nahwo, ugaro hwayo huchiputswa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Munondo ucaʋuya pamsoro peEgipita, kurwadziwa kukuru kucaʋa’po paEtiopia, kana ʋakaʋurawa ʋaciparadzwa paEgipita; ʋacabvisa ʋanhu ʋayo ʋazhinji, nenheyo dzayo dzicakoromorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Munondo uchauya pamusoro peIjipiti, kurwadziwa kukuru kuchavapo paItiopia, kana vakaurawa vachiparadzwa paIjipiti; vachabvisa vanhu vayo vazhinji, nenheyo dzayo dzichakoromorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Bakatwa richaparadza Ijipiti, Itiopia ichawirwa nenhamo, vanenge vaurayiwa muIjipiti vachiti rakata; upfumi hwayo huchaendwa nahwo, ugaro hwayo huchiputswa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Bakatwa richaparadza Ijipiti, Itiopia ichawirwa nenhamo, vanenge vaurayiwa muIjipiti vachiti rakata; upfumi hwayo huchaendwa nahwo, ugaro hwayo huchiputswa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Munondo uchauya pamusoro peIjipiti, uye kurwadziwa kuchauya pamusoro paEtiopia. Vakaurayiwa pavachawa muIjipiti, pfuma yake ichatakurwa ichienda kure uye nheyo dzayo dzichakoromorwa. Viz kapitola |