Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 30:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari chiona ndanangana naFarao mambo weIjipiti. Ndichatyora maoko ake ose ari maviri, rwakasimba nerwakambotyoka rwuya. Uye ndichamukandisa pasi bakatwa riri muruoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Tarirai, ndinemhaka naFarao mambo weEgipita, ndicavuna maʋoko ake, irwo runesimba norumŋe rwakavunika; ndicawisa pasi munondo uri paruʋoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarirai, ndine mhaka naFarao mambo weIjipiti, ndichavhuna maoko ake, irwo rune simba norumwe rwakavhunika; ndichawisa pasi munondo uri paruoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari chiona ndanangana naFarao mambo weIjipiti. Ndichatyora maoko ake ose ari maviri, rwakasimba nerwakambotyoka rwuya. Uye ndichamukandisa pasi bakatwa riri muruoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari chiona ndanangana naFarao mambo weIjipiti. Ndichatyora maoko ake ose ari maviri, rwakasimba nerwakambotyoka rwuya. Uye ndichamukandisa pasi bakatwa riri muruoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ndine mhaka naFaro mambo weIjipiti. Ndichavhuna maoko ake ose ari maviri, ruoko rwakanaka norwakavhunika, ndigoita kuti munondo uwe kubva muruoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 30:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy