Ezekieri 30:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Iwe mwanakomana womunhu ndaparadza simba roruoko rweIjipiti. Asi tarisa uone hakuna arisunga kuti ripore nokurisunga nebhandeji kuitira kuti risimbe zvokugona kuvheesa bakatwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Mŋanakomana womunhu, ndavuna ruʋoko rwaFarao mambo weEgipita; ɀino tarira, harunakupomberwa, kuti rurapxe nemishoŋga, rupomberwe muceka, kuti ruʋe nesimba rokuɓata munondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Mwanakomana womunhu, ndavhuna ruoko rwaFarao mambo weIjipiti; zvino tarira, haruna kupomberwa, kuti rurapwe, nemishonga, rupomberwe mucheka, kuti ruve nesimba rokubata munondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Iwe mwanakomana womunhu ndaparadza simba roruoko rweIjipiti. Asi tarisa uone hakuna arisunga kuti ripore nokurisunga nebhandeji kuitira kuti risimbe zvokugona kuvheesa bakatwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Iwe mwanakomana womunhu ndaparadza simba roruoko rweIjipiti. Asi tarisa uone hakuna arisunga kuti ripore nokurisunga nebhandeji kuitira kuti risimbe zvokugona kuvheesa bakatwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Mwanakomana womunhu, ndavhuna ruoko rwaFaro mambo weIjipiti. Haruna kusungwa kuti rupore kana kuiswa chiseketo kuti ruve nesimba rokubata munondo. Viz kapitola |