Ezekieri 30:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye pamwechete navarwi vake vanachazezesa vacho kumarudzi avanhu vachaunzwamo kuzoparadza nyika iyoyo. Vachaburitsira Ijipiti mapakatwa avo vagozadza nyika yacho navanhu vanenge vaurayiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iye naʋanhu ʋake ʋaanaʋo, ʋanotyisa ɀikuru pakati pamarudzi, ʋacaʋuyiswa’mo kuzoparadza nyika; ʋacavomorera Egipita minondo yaʋo, nokuzadza nyika naʋakaʋurawa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Iye navanhu vake vaanavo, vanotyisa zvikuru pakati pamarudzi, vachauyiswamo kuzoparadza nyika; vachavhomorera Ijipiti minondo yavo, nokuzadza nyika navakaurawa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye pamwechete navarwi vake vanachazezesa vacho kumarudzi avanhu vachaunzwamo kuzoparadza nyika iyoyo. Vachaburitsira Ijipiti mapakatwa avo vagozadza nyika yacho navanhu vanenge vaurayiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Iye pamwechete navarwi vake vanachazezesa vacho kumarudzi avanhu vachaunzwamo kuzoparadza nyika iyoyo. Vachaburitsira Ijipiti mapakatwa avo vagozadza nyika yacho navanhu vanenge vaurayiwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Iye nehondo yake, rudzi rwakaipisisa pakati pendudzi, achauyiswa kuti azoparadza nyika. Vachavhomora minondo yavo kuti varwise Ijipiti, uye vachazadza nyika navakaurayiwa. Viz kapitola |