Ezekieri 3:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndichaita kuti rurimi rwako runamatire mukanwa mako zvokuti uchava chimumumu ugotadza kuvadzora nokuti imba yavanhu vakapanduka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 ini ndicanamatirisa rurimi rwako mumukanwa wako, kuti uʋe mbeʋeʋe, urege kuʋa murairi waʋo; nokuti iʋo iimba inondimukira simba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 ini ndichanamatirisa rurimi rwako mumukanwa wako, kuti uve mbeveve, urege kuva murayiri wavo; nokuti ivo iimba inondimukira simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndichaita kuti rurimi rwako runamatire mukanwa mako zvokuti uchava chimumumu ugotadza kuvadzora nokuti imba yavanhu vakapanduka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ndichaita kuti rurimi rwako runamatire mukanwa mako zvokuti uchava chimumumu ugotadza kuvadzora nokuti imba yavanhu vakapanduka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ndichaita kuti rurimi rwako runamire kumusoro kwomuromo wako kuitira kuti unyarare ukonewe kuvatsiura, kunyange vari imba yokumukira. Viz kapitola |