Ezekieri 3:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi kana uchinge wayambira akaipa iyeyo, iye agorega zvake kutendeuka kuuipi hwake kana munzira yake yakaipa, achafira muuipi hwake ihwohwo, asi iwe unenge wanunura mweya wako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Asi kana iwe ukanyeʋera wakaipa, akasatendeʋuka paɀakaipa ɀake, kana panzira yake yakaipa, iye ucafira muɀakaipa ɀake, asi iwe warwira hako mŋeya wako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Asi kana iwe ukanyevera akaipa, akasatendeuka pazvakaipa zvake, kana panzira yake yakaipa, iye achafira muzvakaipa zvake, asi iwe waponesa hako mweya wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi kana uchinge wayambira akaipa iyeyo, iye agorega zvake kutendeuka kuuipi hwake kana munzira yake yakaipa, achafira muuipi hwake ihwohwo, asi iwe unenge wanunura mweya wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi kana uchinge wayambira akaipa iyeyo, iye agorega zvake kutendeuka kuuipi hwake kana munzira yake yakaipa, achafira muuipi hwake ihwohwo, asi iwe unenge wanunura mweya wako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi kana iwe ukamuyambira asi iye akaramba kutendeuka pazvakaipa zvake kana panzira dzake dzakaipa, iye achafa nokuda kwechivi chake, asi iwe uchange wazviponesa. Viz kapitola |