Ezekieri 3:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Iwe mwanakomana womunhu ndakuita nharirire yemba yaIsiraeri. Paunongonzwa chete shoko randinoreva nomuromo wangu, unofanira kuti uvape yambiro yangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mŋanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsraeri; naiɀoɀo cinzwa shoko rinobva mumuromo maŋgu, uʋanyeʋere panɀimbo yaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharire yeimba yaIsiraeri; naizvozvo chinzwa shoko rinobva mumuromo mangu, uvanyevere panzvimbo yangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Iwe mwanakomana womunhu ndakuita nharirire yemba yaIsiraeri. Paunongonzwa chete shoko randinoreva nomuromo wangu, unofanira kuti uvape yambiro yangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Iwe mwanakomana womunhu ndakuita nharirire yemba yaIsiraeri. Paunongonzwa chete shoko randinoreva nomuromo wangu, unofanira kuti uvape yambiro yangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsraeri; saka chinzwa shoko randinotaura uye uvayambire neyambiro inobva kwandiri. Viz kapitola |