Ezekieri 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Uyezve akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu, mashoko angu ose andichakutaurira agamuchire mumwoyo mako, uanzwe nenzeve dzako, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Wakati ʋo kwandiri: Mŋanakomana womunhu, mashoko aŋgu ose andicataura kwauri, uagamucire mumŋoyo mako, uanzwe nenzeʋe dzako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Akatiwo kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mashoko angu ose andichataura kwauri, uagamuchire mumwoyo mako, uanzwe nenzeve dzako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Uyezve akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu, mashoko angu ose andichakutaurira agamuchire mumwoyo mako, uanzwe nenzeve dzako, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Uyezve akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu, mashoko angu ose andichakutaurira agamuchire mumwoyo mako, uanzwe nenzeve dzako, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, nditeererese uye uise mashoko ose andinotaura mumwoyo mako. Viz kapitola |