Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Akanditizve, “Mwanakomana womunhu idya zvauri kupiwa izvo. Idya bhuku rokumononora iri uende undotaura kumba yeIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ipapo akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, cidya caunowana; cidya rugwaro urwu rwakapetwa, uende, undotaura neimba yaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, chidya chaunowana; chidya rugwaro urwu rwakapetwa uende, undotaura neimba yaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Akanditizve, “Mwanakomana womunhu idya zvauri kupiwa izvo. Idya bhuku rokumononora iri uende undotaura kumba yeIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Akanditizve, “Mwanakomana womunhu idya zvauri kupiwa izvo. Idya bhuku rokumononora iri uende undotaura kumba yeIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, idya zviri pamberi pako, idya rugwaro urwu, zvino ugoenda undotaura neimba yaIsraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 3:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy