Ezekieri 29:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Iwe mwanakomana womunhu chinangana naFarao mambo weIjipiti uporofite wakanangana naye unanganewo neIjipiti yose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mŋanakomana womunhu, rinzira ciso cako kunaFarao mambo weEgipita, uprofite pamsoro pake napamsoro peEgipita rose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako kuna Farao mambo weIjipiti, uporofite pamusoro pake napamusoro peIjipiti rose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Iwe mwanakomana womunhu chinangana naFarao mambo weIjipiti uporofite wakanangana naye unanganewo neIjipiti yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Iwe mwanakomana womunhu chinangana naFarao mambo weIjipiti uporofite wakanangana naye unanganewo neIjipiti yose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako pamusoro paFaro mambo weIjipiti. Viz kapitola |