Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 29:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Uye ndichadzosera Ijipiti makomborero ayo, ndigovadzosera kudunhu rePatirosi, dunhu ravo kwavakabva. Ikoko vachava noumambo zvawo husina mukurumbira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 ndicadzosa ɀe kutapxa kweEgipita, ndicaʋadzosera ɀe kunyika yePatrosi, kunyika kwaʋakaɓerekerwa; ʋacaʋa’po ʋushe bgakaɀidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 ndichadzosazve kutapwa kweIjipiti, ndichavadzoserazve kunyika yePatirosi, kunyika kwavakaberekerwa; vachavapo hushe hwakazvidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Uye ndichadzosera Ijipiti makomborero ayo, ndigovadzosera kudunhu rePatirosi, dunhu ravo kwavakabva. Ikoko vachava noumambo zvawo husina mukurumbira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Uye ndichadzosera Ijipiti makomborero ayo, ndigovadzosera kudunhu rePatirosi, dunhu ravo kwavakabva. Ikoko vachava noumambo zvawo husina mukurumbira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ndichavadzosa kubva kuutapwa ndigovadzosera kunyika yePatirosi, nyika yamadzitateguru avo. Vachava ushe hwakazvidzwa ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 29:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy