Ezekieri 28:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ichokwadi kuti wakangwaraka iwe kupinda Dhanieri hakuna chakavandika kwauri, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 tarira, unokunda Danieri pakucenjera kwako, hakune‐cakaʋanzika causiŋgaziʋi iwe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 tarira, unokunda Dhanieri pakuchenjera kwako, hakuna chakavanzika chausingazivi iwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ichokwadi kuti wakangwaraka iwe kupinda Dhanieri hakuna chakavandika kwauri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ichokwadi kuti wakangwaraka iwe kupinda Dhanieri hakuna chakavandika kwauri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Wakachenjera kukunda Dhanieri here? Hauna chakavanzika chausingazivi here? Viz kapitola |