Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 28:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Zvanzi naTenzi Mwari, ‘Chinzwa, ndanangana newe iwe Sidhoni. Ndichaonesa mbiri yangu mukati mako imomo. Ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi pandicharitemera chirango charo ndicharatidza kuera kwangu mariri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 uti: Ɀanzi naShe Jehova: Tarira, ndinemhaka newe, iwe Sidoni; ndicakudzwa mukati mako; ʋanhu ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, neŋguʋa yandinoita mukati maro iɀo ɀandakatoŋga, ndiciitwa mutȿene mukati maro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 uti, zvanzi nashe Jehovha, ‘Tarira, ndine mhaka newe, iwe Sidhoni; ndichakudzwa mukati mako; vanhu vachaziva kuti ndini Jehovha, nenguva yandinoita mukati maro izvo zvandakatonga, ndichiitwa mutsvene mukati maro.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Zvanzi naTenzi Mwari, ‘Chinzwa, ndanangana newe iwe Sidhoni. Ndichaonesa mbiri yangu mukati mako imomo. Ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi pandicharitemera chirango charo ndicharatidza kuera kwangu mariri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 “Zvanzi naTenzi Mwari, ‘Chinzwa, ndanangana newe iwe Sidhoni. Ndichaonesa mbiri yangu mukati mako imomo. Ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi pandicharitemera chirango charo ndicharatidza kuera kwangu mariri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Ndine mhaka newe, iwe Sidhoni, uye ndichazviwanira kukudzwa mukati mako. Vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichariranga ndigozviratidza mariri kuti ndiri mutsvene.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 28:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy