Ezekieri 28:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Iwe mwanakomana womunhu chinangana neSidhoni uporofite wakanangana neguta iroro uchiti: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Mŋanakomana womunhu, rinzira ciso cako kurutiʋi rweSidoni, uprofite pamsoro paro, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako kurutivi rweSidhoni, uporofite pamusoro paro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Iwe mwanakomana womunhu chinangana neSidhoni uporofite wakanangana neguta iroro uchiti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Iwe mwanakomana womunhu chinangana neSidhoni uporofite wakanangana neguta iroro uchiti: Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako pamusoro peSidhoni; uprofite pamusoro paro, Viz kapitola |