Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 28:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Nokunyanyawo kwakanga kwaita kuipa kwako mukushaya kwako nduramo pamhindu dzako dzokutengeserana wakan'oresa Nzvimbo dzako Dzinoera. Naizvozvo ndakatungidza moto mukati mako ukakuroromesa ndikakuita madota zvawo ari pasi mumaziso mevose vaikuona.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nokuwanda kweɀakaipa ɀako, nokusarurama kwokushambadzira kwako, wakamhura nɀimbo dzako tȿene; naiɀoɀo ndakaɓuɗisa mŋoto mukati mako; wakakupedza, ndikakushandura ukaʋa maɗota panyika pamberi paʋose ʋanokuʋona.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Nokuwanda kwezvakaipa zvako, nokusarurama kwokushambadzira kwako, wakamhura nzvimbo dzako tsvene; naizvozvo ndakabudisa moto mukati mako; wakakupedza, ndikakushandura ukava madota panyika pamberi pavose vanokuona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Nokunyanyawo kwakanga kwaita kuipa kwako mukushaya kwako nduramo pamhindu dzako dzokutengeserana wakan'oresa Nzvimbo dzako Dzinoera. Naizvozvo ndakatungidza moto mukati mako ukakuroromesa ndikakuita madota zvawo ari pasi mumaziso mevose vaikuona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Nokuda kwokuwanda kwezvivi zvako, uye nokubiridzira kwako mukushambadzira, wakazvidza nzvimbo dzako tsvene. Saka ndakaita kuti moto ubude kubva mauri, ukakuparadza, uye ndakakupisa kusvikira wava madota panyika, pamberi pavose vaikuona.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 28:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy